Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zva Jerobhoamu (Ⅱ)
Par :Formats :
Disponible dans votre compte client Decitre ou Furet du Nord dès validation de votre commande. Le format ePub est :
- Compatible avec une lecture sur My Vivlio (smartphone, tablette, ordinateur)
- Compatible avec une lecture sur liseuses Vivlio
- Pour les liseuses autres que Vivlio, vous devez utiliser le logiciel Adobe Digital Edition. Non compatible avec la lecture sur les liseuses Kindle, Remarkable et Sony
, qui est-ce ?Notre partenaire de plateforme de lecture numérique où vous retrouverez l'ensemble de vos ebooks gratuitement
Pour en savoir plus sur nos ebooks, consultez notre aide en ligne ici
- FormatePub
- ISBN8224248162
- EAN9798224248162
- Date de parution07/06/2024
- Protection num.pas de protection
- Infos supplémentairesepub
- ÉditeurVirtued Press
Résumé
MuBhaibheri, vaIsraeri vaireva kuti vainamata kuna Mwari, asi pakupedzisira, vachitevedzera Jerobhoamu, vakatanga kunamata zvimhuru zvegoridhe. Pachokwadi, pazvikamu zviviri kubva pazvitatu zvenhoroondo yevaIsraeri zvakanga zviri nhoroondo yekunamata zvimhuru zvegoridhe, vachifunga kuti ndiMwari. Pakupedzisira, kunyange nazvino, vanoramba vachirarama vasingazive zvokwadi yekuti Jesu Kristu, uyo akauya neevhangeri yemvura noMweya, ndiye Muponesi wavo wechokwadi.
Kunyange zvakadaro, kune vaJudha vazhinji vachakamirira Muponesi wavo, kunyange nazvino. Ko munodavira uye nekutevera Mwari nekumunzwisisa kwakakwana here parizvino? Kana musingadaro, hamusi here kunamata zvimhuru zvegoridhe muchizvitora saMwari? Kana makadaro, bva munofanira kuziva zvokwadi yekuti muri kunamata chifananidzo pamberi paMwari sezvakaita vaIsraeri. Munofanira kubva madzoka kuti musangane naIshe uyo akauya neevhangeri yemvura noMweya.
Ndine chokwadi kuti muchakwanisa kudavira kuZvokwadi yeevhangeri kana muchinge maziva zvomene pamberi paMwari kuti Zvokwadi yeruponeso muevhangeri yemvura noMweya chii, handizvo here?Ndinoshuwira kupa huchapupu pamberi penyu hwekutenda kwechokwadi uye neZvokwadi pasi pemusoro webhuku unoti, "Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zvaJerobhoamu." Ndinovimba kuti muchava vanhu vekutenda kumwechete nekwangu.

![Die Wohnung (Stiftshütte): Ein detailliertes Porträt von Jesus Christus (Ⅰ) [Neue überarbeitete Auflage]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-die-wohnung-stiftshutte-ein-detailliertes-portrat-von-jesus-christus-neue-uberarbeitete-auflage/9798231142651-200x303-1.webp)
![WIE KÖNNEN WIR DEN HEILIGEN GEIST ALS GESCHENK EMPFANGEN? [Neue überarbeitete Auflage]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-wie-konnen-wir-den-heiligen-geist-als-geschenk-empfangen-neue-uberarbeitete-auflage/9798231159161-200x303-1.webp)
![COMMENT POUVONS-NOUS RECEVOIR LE SAINT-ESPRIT COMME UN DON ? [Nouvelle Édition Révisée]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-comment-pouvons-nous-recevoir-le-saint-esprit-comme-un-don-nouvelle-edition-revisee/9798231571864-200x303-1.webp)

![RETORNE AO EVANGELHO DA ÁGUA E DO ESPÍRITO [Nova Edição Revisada]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-retorne-ao-evangelho-da-agua-e-do-espirito-nova-edic-o-revisada/9798230768548-200x303-1.webp)
![RETOURNEZ À L’ÉVANGILE DE L’EAU ET DE L’ESPRIT [Nouvelle Édition Révisée]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-retournez-a-l-evangile-de-l-eau-et-de-l-esprit-nouvelle-edition-revisee/9798231012701-200x303-1.webp)

![重歸水和聖靈的福音[新修訂版]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-/9798231786176-200x303-1.webp)
![HOW CAN WE RECEIVE THE HOLY SPIRIT AS A GIFT? [New Revised Edition]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-how-can-we-receive-the-holy-spirit-as-a-gift-new-revised-edition/9798231396511-200x303-1.webp)
![RETURN TO THE GOSPEL OF THE WATER AND THE SPIRIT [New Revised Edition]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-return-to-the-gospel-of-the-water-and-the-spirit-new-revised-edition/9798227317490-200x303-1.webp)

![ÀMUWO GI ỌZỌ N’EZIE SITE NA MIRI NA MỌ NSỌ? [Nbiputa Ntughari Ọhu]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-amuwo-gi-z-n-ezie-site-na-miri-na-m-ns-nbiputa-ntughari-hu/9788928225187-200x303-1.webp)
![के तपाईं साँच्चै रूपमा पानी र पवित्र आत्माद्वारा नयाँ जन्म गरी जन्मनुभएको छ? [नयाँ संशोधित संस्करण]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-/9788928225163-200x303-1.webp)
![Er du virkelig blevet født på ny af vand og Ånden? [Ny Revideret Udgave]](https://products-images.di-static.com/image/paul-c-jong-er-du-virkelig-blevet-fodt-pa-ny-af-vand-og-anden-ny-revideret-udgave/9788928225149-200x303-1.webp)